Chiwera

Kubva Wikipedia

Chiwera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Brighton Chiwera; James Chiwera; Bakari Chiwera; Chiwera Said.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.