Chiwanga sezita

Kubva Wikipedia

Chiwanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Artwell Chiwanga; Portia Chiwanga; Noel Chiwanga; Caroline Chiwanga.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Baila vanoti chianga (a lame maimed person) kureva munhu akaremara kana kukuvadzwa.
  • Lozi vanoti sianga (n. infirm person cripple; feeble minded person). Yao vanoti wanga (treat with malice) kureva kuitira pfini.
  • Tiriki vanoti khwanga (neglect, ignore, refuse to listen to, particularly of evil or unwise suggestions).
  • Sena vanoti kuwangisa (to heal) kureva kuporesa. VaDigo vanoti chiwanga kana chisiri (secretly).
  • Lubukusu vanoti siiwaanga (adj. white, light in color, clean, pale, holy).
  • Lubukusu vanoti búúwaanga (n. light; whiteness, cleanness, brightness, lightness, purity, in an open place, plainly, publicly, openly).