Chivakamberi nyina

Kubva Wikipedia

Chivakamberi nyina chinoshandiswa kududza kuti zvinhu zvine hukama, zviri muboka rimwe chete kana zvine kudyidzana.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mukadzinyina (women who married brothers or cousins).
  • Mukuwashanyina (men who married sisters or cousins).
  • Hwananyina (children sharing same mother; children whose mothers are sisters or whose mothers are cousins).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Lenje vanoti Mwenshi-nyina (His/her friend or companion). VaBemba vanoti nyina (His/her mother) kureva: amai vake.
  • VaGanda vanoti kimu (same, the same) vachireva zvakafanana kana zvinongova zvimwe.
  • VaGanda vanoti byona kimu (it's all the same) vachireva zvose zvakangofanana kana zvinongova zvimwe.
  • Waalii vanoti nyinii (n. 1. prong - any pointed, projecting part; 2. tine of a fork or rake). Mamwe mazwi: woo nyinii (n. tusk).
  • Wali vanoti tari nyina; bung nyina (adj. pronged). Waalii nyina (n. teeth) kureva mazino. Mamwe mazwi: nyinii (n. tooth) kureva zino.