Mukuwashanyina

Kubva Wikipedia

Izwi rokuti Mukuwashanyina rinotaurwa pavarume vaviri vakaroora mumhuri imwechete, zvichireva kuti vakadzi vavo mukoma nomunin'ina. Vakuwashanyina vanokwanisa kunge vakaroora vakadzi vakaberekwa naBaba naAmai vamwechete kana kuti mumwe wevakadzi mwana wekwababamudiki.

Kana hukama hwakadai huchitaurwa kumadzimai tinoti vakadzinyina.

Mitauro ye Afrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Dinka inoti nyin (n. kind; like another).