Chitsva sezita
Mataridziko
Chitsva izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tinoda Chitsva; Prisca Chitsva; Wadzanayi Chitsva; Tatenda Chitsva.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.