Chitepo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chitepo (1. Strainer for liquids, 2. Wicker colander for cleaning tsenza) zvichireva chimimino.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Zvichida tinokwanisa kutaura tichiti kutepa (v. to strain liquids) zvichibva pakuti chitepo?
  • Kusepa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaUmbundu vanoti tepa (break, separate, divide) kureva kudimura, kupatsanura, kukamura.
  • VaLugwere vanoti kuteba (v. become loose).
  • VaLugwere vanoti kutebya (v. 1. loosen, relax the grip on s.t., make s.t. less tense, severe, or strict. 2 make s.t. less tense, severe, or strict).
  • VaLugwere vanoti kutebuka (v. break loose and escape, get away from, get off).