Chisoni
Mataridziko
Chisoni izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Chisoni Sakala; Chisoni Mumba; Chisoni Phiri; Everisto Chisoni.
- Zvichida izwi rokuti kushonongora rinotodzana nezita iri.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.