Kushonongora

Kubva Wikipedia

Kushonongora itsika yekugamuchira mueni inotevedzwa kana munhukadzi achitanga kupinda mumusha semuroora mutsva. Tsika iyi inobatsira kuti muroora mutsva asungunuke uye kuti vanhu vari kutanga kuonana vazivane.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Shambala inoti shoni (n. modesty).
  • Komo inoti soni (shame; meekness).
  • Lenje inoti soni (n. Shame, modesty, pity, sympathy, sadness).