Chirewa
Mataridziko
Chirewa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Ephraim Chirewa; Tafadzwa Chirewa; Tafungwa Chirewa; Tsitsi Chirewa.
Mitauro yePasirose
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- VaDigo neSagara vanoti kulewa (to get drunk) vachireva kudhakwa. Shimwali vanoti ulewa (to get drunk) vachireva kudhakwa.
- VaSwahili vanoti lewa (be drunk, stagger, reel). Mamwe mazwi: kileo (v.i. 1. intoxication, 2. intoxicating beverage).
- VaSwahili vanotiLewasha (make someone drunk). Shimaore vanoti ulewa (to get drunk) vachireva kudhakwa.
- VaGulu vanoti ku-lewa (to fight) kureva kurwa. Mamwe mazwi: ku-lewana (to fight together).
- Nyanja vanoti kulewa (v. to shun by staring to one side). Sangho vanoti lewa (n. flame; embers).
- ChiFiji inoti lewa (v. to decree; to judge; determine; to manage; to order; to preside; to rule; dominion; jurisdiction).