Chirere
Mataridziko
Chirere izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Memory Chirere; Tapera Chirere; Tinashe Chirere.
- Chirere to mean an omen, good or evil.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Nyanja inoti chirere (gentleness; repose of manner; repose of character; also ease which comes to mean either deliberate slowness of easy speed).
- Kinande vanoti ekirere (n. dry banana leaf) kureva shizha remubhanana rakawoma.
- Chewa inoti chirere (basket with the ordinary creeper-twinned rim). Mambwe inoti cilele (a corpse; like a corpse; as one who courts death, who plays with fire).
- Swahili vanoti kilele (tip, peak, highest point). Sokuti: kilele cha mti (treetop).