Svetuka kuchirochemo

Chirenje

Kubva Wikipedia

Chirenje izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Vanhu vane zita irori: Tendai Chirenje; Forgive Chirenje; Aubrey Chirenje; Munashe Chirenje. In some parts of Mozambique especially the Tete Province and some parts of Northern Zimbabwe, Chirenje is a totem among the Nyungwe speaking people subdivided into Chirenje Doma (Nyungwe speaking Doma people of the Zambezi valley) and Chirenje Chikunda (Nyungwe speaking people of Tete Province Mozambique). Chirenje is the Fish eagle according to some, and in Zimbabwe its called Hungwe in the Zimbabwean Shona Bantu language.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kalanga vanoti lenje (custom; tradition) kureva tsika.
  • Yao inoti chilenje (slenderness; a man of slender build) kureva munhu mutete. Sokuti: Mundujua chilenje: (A man of slender build).
  • VaMambwe vanoti ulenje (to be a skilled hunter) kureva nyanzvi yekuvhima. VaMambwe vanoti mulenje (hunter with a dog; a trapper) kureva munhu anovhima nembwa kana muteyi.
  • Tiriki inoti shilenje (n. leg, foot) kureva gumbo kana tsoka.