Chiramba
Mataridziko
Chiramba izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Memory Chiramba; Ethel Chiramba; Thomas Chiramba, Felix Chiramba.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu inoti rilamba (n. agony; humiliation; tribulation; misfortune). MaZulu vanoti isilambo (n. hunger) kureva nzara. Mamwe mazwi lamba (v. Become hungry; experience hunger) kuva nenzara.
- MaZulu vanoti lamba (v. Be impoverished, destitute, lacking in possessions; lack). Muenzaniso: Lomnumzane uyalambatha ngokufelwa yizinkomo zakhe (This gentleman is impoverished by the loss of his cattle).
- MaZulu vanoti lamba (v. Be wanting, deficient, absent, lacking). Muenzaniso: Imithi ilambathile kulelizwe (Trees are lacking in this country).
- Kimbundu inoti kilamba (n. patriarch). VaRundi vanoti kuramba (to live long; last long; be old) kurarama makore mazhinji kana kukwegura. Zigula vanoti chiramba (fishtail) kureva besu rehove.
- Taita inoti kilamba (n. baobab fruit) kureva mawuyu.