Chinyamakobvu

Kubva Wikipedia

Chinyamakobvu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Trymore Chinyamakobvu; Sheila Chinyamakobvu; Elizabeth Chinyamakobvu; Mutsa Chinyamakobvu; Taurai Chinyamakobvu (Matigary- Mhofela).
  • Kutya hakuna gobvu. (gobvu: scar): the fearful has no scar.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaShambala vanoti kovu kana makovu pakuwanda (n. scar) kureva gobvu.
  • VaGanda vanoti nkovu (n. scar) kureva gobvu.
  • MaZulu vanoti amagovu (n. Gluttonous, selfish eater ; ravenous person or animal) vachireva munhu ane makaro.
  • MaZulu vanoti u6ugovu (n. Gluttony ; selfishness) vachireva makaro.