Chingoto sezita
Mataridziko
Chingoto izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Kudzanai Chingoto; Vimbai Chingoto; Moises Chingoto; Inoce Chingoto.
- Mazwi ari pedyo: Ngoto sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Xilenge vanoti ngoto (n. a gourd used as a vessel) kureva chingoto. Shambala inoti ngoto (n. sheep) kureva hwayi.
- Lugungu vanoti ngoto (n. nape; part of the body behind the head that is between the end of the head and the beginning of the neck).
- Lugwere inoti nkoto (n. nape; back of the neck, hind end, posterior, backside or behind of s.b. or s.t.) kureva kumashure. Mamwe mazwi: kinankoto (n. back view).
- Lubukusu vanoti chiingooro (n. backs of head, nape of the neck). Mamwe mazwi: múúngoro (adv occipital bone, in the back of the head).