Ruambavakadzi
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChinenavakadzi)
Izwi rokuti Ruambavakadzi (Gynaecology kuChirungu) riri kushandiswa pano kutaura denhe reruzivo rehurapi rinodzidzisa zvehutano hwevakadzi zvikurusei kutarisa hutano hwenhengo dzesikarudzi. Munhu akaridzidzira achiita basa rokutarisa hutano hwenhengo dzesikarudzi dzechikadzi anonzi chiambavakadzi, hazvineyi murume kana kuti mukadzi ari kubata basa racho.
Kupiwa kweZita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chivakashure yambo chiri kushandiswa kuturikira chivakamberi logy chinowanikwa kuEnglish mumazwi anodudza zvidzidzo zvnoti: biology, geology, physiology etc.
- Chivakamberi cheEnglish chekuti -logy chinoreva a speaking, discourse, treatise, doctrine, theory, science".