Ruambanhanga
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChinenanhanga)
Izwi rokuti ruambanhanga ari kushandiswa kuturikira chinonzi Ecology kuEnglish. Ruambanhanga chidzidzo chinotarisa hukama huripo pakati pezvinhu zvinorarama nenharaunda yakakomberedza.
Pachinyorwa chino izwi rokuti nhanga (1. Forest with desired species; 2. Place usually frequented by individual or group for food gathering or hunting) riri kureva nzvimbo inozivikanwa kuti ine zvinowanikwa zvakadai semichero, hohwa kana mhuka.
Kupiwa kweZita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chivakashure ruamba chiri kushandiswa kuturikira chivakamberi logy chinowanikwa kuEnglish mumazwi anodudza zvidzidzo zvnoti: biology, geology, physiology etc.
- Chivakamberi cheEnglish chekuti -logy chinoreva a speaking, discourse, treatise, doctrine, theory, science".
- Ecologist rinenge roturikirwa richinzi chinenanhanga