Chikura
Mataridziko
Chikura izita remhuri muZimbabwe.
Vanhu vane zita iri: Godfrey Chikura; Hazvinei Chikura; Phyllis Chikura.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.