Chikoya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chikoya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe - zita iri rinowanikwa kuvanhu vakabva kuMalawi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNyungwe vanoti kukoya (look after, care for, keep) kureva kuchengeta.
  • VaTiriki vanoti khukhoya (brew beer) kureva kubika doro.