Chikopo-kopo
(runangakatsva kubva kuChikopokopo)
Chikopo-kopo (n. helicopter) mushina unobhururuka asi wakasiyana nendege. Zita remushina uyu rinobva paruzha rwunoitwa nemushina uyu. Chikopokopo chine bapiro guru rinotenderera riri pamusoro pechivakwa chinopinda vanhu.
- Kadidiya (a helicopter; a small plane?) zvinoreva chikopo-kopo.
Kuumba Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Zita rokuti helicopter rakaumbwa nezvikamu zviri zvinoti: helico kureva spiral; uye pteron kureva wing. Saka pakuda kuumba izwi rekuturikira helicopter pachada izwi rinoreva kutenderera uye bapiro.