Chikerema sezita

Kubva Wikipedia

Chikerema izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vakakurumbira vane zita iri: James Chikerema akambotungamira bato reZAPU.
  • Chikerema, nyanya kana nyan'a (rogue, rascal) rinotaura munhu asina kutendeka pakushanda nevamwe, anganzi nhubu kana ndururani.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaVenda vanoti tshikeleme (n. crook; sly. From Afrikaans skelm) kureva chikerema.
  • VaVenda vanoti vhukeleme (n. criminality) kureva hukerema.
  • VaTsonga vanoti xikelelma (n. scoundrel).
  • VaKagulu vanoti ku-kelema (v. snarl - to speak in a surly or threatening manner suggestive of a dog's snarl) vachireva kuchenama.