Chikanga sezita
Mataridziko
Chikanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Don Chikanga; Dereck Chikanga; Tafadzwa Chikanga; Ngoni Chikanga.
- Mazwi ari pedyo: Makanga sezita, Makangara.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Nyanja inoti chikanga (a forest or thicket) kureva rusitu. Luvale vanoti chikanga (n. guinea fowl) kureva hanga. Kimbundu inoti rikanga (n. terrace).
- Kikongo inoti makanga (n. a wilderness, a desert, bare place, barren soil) kureva gwenga. Kimbundu vanoti makanga (n. spacious fields; range, interval).
- Kikongo inoti kanga (to determine, to be determined, to make up one's mind, to harden one's heart, refuse to listen to advise, to be impenitent). Kinande inoti obukanga (n. the spiderweb).
- Kutuk inoti kanga (courageous, fearless) kureva kusatya. Mamwe mazwi: kanga (strong, powerful, courageous; (2) angry, wrathful). Yao inoti chikanga (swollen glands in the neck).