Makanga sezita
Mataridziko
Makanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neNamibia.
- Vanhu vane zita iri: Salima Makanga; Kabunda Makanga; Tariro Makanga; Maria Makanga.
- Mazwi ari pedyo: Makangara; Chikanga sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Nyanja inoti kukanga (to be hard, tough, firm, intractible - not easily controlled or directed; of fruit to be unripe, hard to husk; of a beast to be hard to kill). Mamwe mazwi: makanga (salt land).
- Bavili vanoti kaangë (v. bind). Bavili vanoti kangiminë (v. to be captured, to be closed, to englobe).
- Sangho inoti kanga (v. be or become obstructed; to shut; to tie; to fasten; to obstruct). Mamwe mazwi: kanga (v. be patient; persevere; resist discouragement).
- Kutuk inoti kanga (courageous, fearless) kureva kusatya. Mamwe mazwi: kanga (strong, powerful, courageous; (2) angry, wrathful).