Svetuka kuchirochemo

Chihuri sezita

Kubva Wikipedia

Chihuri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaYao vanoti chiuli (deafness; a deaf person) kureva humatsi.
  • VaWanga vanoti eshihuli (small basket cage in which live quail are suspended from a pole to set as decoys) idendere rinopfigirwa shiri rorembedzwa pamuti senzira yekukwezva dzimwe shiri.
  • VaWanga vanoti efihuli (basket traps for catching birds) vachireva mutewo weshiri wakarukwa setsanga.
  • VaMakua vanoti ihuri (fireplace, 3 stones to set pot upon) kureva choto chine mapfihwa.