Svetuka kuchirochemo

Chihota sezita

Kubva Wikipedia

Chihota izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tamuka Chihota; Levi Chihota; Ruvimbo Chihota; Tonderai Chihota.
  • Tarisai chinyorwa chinonzi hota.
  • Mazwi angava pedyo: Chiwoto sezita; Chiwota sezita.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaLenje vanoti wota (be good in any sense, do good, do well, be right - just, beautiful, nice, pleasant). Mamwe mazwi: wotela (be good for, suit, fit).
  • VaLenje vanoti wota (suit, agree with, fit, be useful, profitable, advantageous).
  • Lenje vanoti wotesha (make good, put in order, arrange, adjust, improve, correct).
  • Swahili vanoti kiota (nest, roost of fowl). Mamwe mazwi ota (1. mark, designate, 2. make a mark, leave marks - usually welts from blows).
  • VaSwahili vanoti oteo kana maoteo (growth). Mamwe mazwi: woto (growth, development; vegetation).
  • VaZigula vanoti kuhota (grow plants; sprout; germinate) kureva kurima zvirimwa. VaGulu vanoti ku-ota kana ku-kua (v. grow).
  • Hadiyya inoti oota (n. fence) kureva fenzi. Mamwe mazwi: otoota (1. a sort of fence; 2. protection). Ootamma (adj. round)