Chiwoto sezita
Mataridziko
Chiwoto izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Simba Chiwoto; Tapfumanei Chiwoto; Tichaona Chiwoto; Fidelis Chiwoto.
- Mazwi angava pedyo: Chihota sezita; Chiwota sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mamwe mazwi.