Chigomba sezita
Mataridziko
Chigomba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neMalawi. Izwi rokuti kugomba (complain about) rinoreva kunyunyuta.
- Vanhu vane zita iri: Nyadzai Chigomba, Blessing Chigomba.
- Kugombana (commiserate).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
Mazita ari pedyo: Mugomba sezita; Magomba.