Chigaro Chokugara

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chigaro (seat in English) mudziyo wekugarira. Zvigaro zvinosanganisira: cheya, sofa, bhenji, chituru.

Cheya dzekuHubei, China

.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti kuseama (recline).
  • VaDigo vanoti chihi (chair, seat, stool) vachireva chigaro.
  • VaSwahili vanoti kiti (chair, seat, stool) vachireva chigaro.