Kusendama
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKusendeka)
Kusendama kana kutseyama (recline; to lean) zvinodudza chinhu chisina kuti twasu kumira.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chewa inoti kuseama (recline). Herero inoti hendama (awry, aslant, out of straight line).
- Taabwa inoti kusendama (v. to sleep; to lie down) kureva kurara.
- Lozi vanoti -shendamisa kana -shendeka (to lay someone down) kureva kusendeka.
- Lozi inoti -shendama (to lean; lie on the side, lean on the elbow) kureva kusendama.
- Lozi inoti -shendama (to fall asleep) kukotsira. Kimbundu inoti kuzendala (recline, sit back, lean).
- Lozi inoti imushendami munhu akakotsira. VaFwe vanoti -shendama (v. lean).
- Yangben vanoti kʊ̀≠sɛ́ⁿd–ɛ̀k (v. place something at an oblique angle) kureva kusendeka.
- Vei inoti sembe (place or lean against; to go, turn, hang on one side) kureva kuzembera.