Chidowe

Kubva Wikipedia

Chidowe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Elizabeth Chidowe; Vivian Chidowe; Jerry Chidowe; Chidowe Nerwande.
  • Dowe kana furo (a kind of vegetable with edible root).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Tumbuka inoti dowe (green maize) kureva chibage chinyoro.
  • Nyanja inoti dowe (n. a pool of water e.g. on a dambo plain) imvura yakajenga.
  • Nyanja inoti lowe (n. a moist damp place) kureva nzvimbo yakatota ine hunyoro. Fananidzai nokuti murove.
  • VaMakonde vanoti chitowe (n. frog) kureva datya.