Svetuka kuchirochemo

Murove

Kubva Wikipedia

Murove (n. sodden ground) zvinodudza ivhu rakanyakatika nemvura zvikurusei mushure mekunaya kwemvura zhinji.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Mvura ikanyanya kunaya, kunoita murove zvirimwa zvikatsvuruka.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Chewa vanoti lowe (a wet place in the ground) kureva murove.
  • VaWabo vanoti marove (n. mud) vachireva matope.
  • Kimbundu vanoti maloa (n. mud; sludge) kureva matope kana murove?.
  • Chimaore vanoti ulowa (adj. to be soaked) kureva kutota.
  • Maconde vanoti -lova (v. get wet, to be soaked) kureva kutota.