Chiyangwa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChiangwa)

Chiyangwa kana Chiangwa izita remhuri kuChiShona chinotaurwa munyika yeZimbabwe.

Mimwe Mitauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Xilenge vanoti kuvanga (v. to create). Mamwe mazwi: civangwa (n. a creature). VaLozi vanoti siyangwa (n. Crested Hawk Eagle).
  • Ikizu vanoti anga (v. 1. disagree, reject, refuse, deny 2. obstruct). Mamwe mazwi: -angwa (v. be refused).
  • Baila vanoti kuanga (v. to tie) kureva kusunga. Mamwe mazwi: Muntu wa angwa (The person is tied).
  • VaBukusu vanoti khuu.aanga? (v. to die in mass) kureva kufa kwevakawanda pamwepo.
  • Duala vanoti angwa (v. shoot, throw away, launch). Mamwe mazwi: angwa (v. maize beer) kureva doro rakabikwa nechibage.