Svetuka kuchirochemo

Chapatarongo sezita

Kubva Wikipedia

Chapatarongo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Shepherd Chapatarongo; Shingirai Chapatarongo; Lucia Chapatarongo; Maita Chapatarongo; Tinashe Chapatarongo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaLenje vanoti mulongo (n. Number of individuals together, group, company, party, band, line (in file, or abreast), herd, flock).
  • Kinande vanoti omulongo (n. village). Nsenga vanoti mulongo (n. crowd, collection, herd, flock; band; company; throng).
  • Herero vanoti omu-rongo kana ovi-rongo (n. village). Mamwe mazwi: Otyi-rongo (n. district, country, inhabited land). Omu-rongo (n. ten; decade).