Category:Humaneja

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Humaneja (Management) zvinotaura mabasa ose anobatwa neavo vanotungamira vamwe vanhu vanoita basa ravo kubudikidza nokushanda kwevamwe vari pasi pavo. Mabasa ehumaneja anosanganisira.


  • Kuringanisa vanhu, mari, muchina, nguva, mabasa nezvimwewo zvinodiwa kuti basa rifambe.
  • Kufambisa mashoko anodiwa nevakuru nevashandi paKambani.
  • Kudzoredzera (Controlling) vanhu, mari pamwe nebasa.