Nyanzvi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Nyanzvi (expert muChirungu) zvinoreva munhu anoziva (kana kugona) zvakanyanya pamusoro pechinhu chiri kutaurwa nezvacho. Nyanzvi ingava nyanzvi yezvedzidzo kana nhabvu.


Mamwe mashoko anoshandiswa kureva nyanzvi ndiwo anoti: chikwapuro, godzi, shasha.

Njenda (skillfull person, wily person - skilled at gaining an advantage, especially deceitfully).