Svetuka kuchirochemo

Bulunga sezita

Kubva Wikipedia

Bulunga izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Tumi Bulunga; Lebogang Bulunga; Lucia Bulunga; Yvone Bulunga.
  • Mazwi ari pedyo: mburungwa, Bulungu sezita.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Chewa vanoti kubulunga (transitive. to make a round form; to describe a circle).
  • Nyakyusa inoti bulungana (become round) kureva kuurungana. Vanobva vati bulunga (roll up, knead).
  • Kikongo inoti bulunga (v. to stir a pot) kureva kukurunga poto.