Kuurunga
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKuurungana)
Kuurunga (kureva to make round shape, to shape into sphere; sphering) zvinoreva kuumba uchiita bhora kana mburungwa.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Urungano kana chiurungwe (a round object).
- Kuurungana (to be round).
- Urunguhwe (anything roughly spherical e.g. the bare granite hill-tops).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaNyarundi vanoti imburungu (round thing, circle) vachireva mburungwa.
- VaChewa vanoti kubulunga (transitive. to make a round form; to describe a circle).
- VaYao neMang'anja vanoti kuulunga (to make into a round mass).
- Mang'anja vanoti obulungika (circular) vachireva chakaurungana kana chedenderedzwa.
- VaSwahili vanoti burunga (make balls of earth or clay).
- VaNyakyusa vanoti bulungana (become round) kureva kuurungana. Vanobva vati bulunga (roll up, knead).