Biti
Mataridziko
Biti izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tendai Biti; Batsirai Biti; Stanford Biti.
- Kubwitira kana kubitira kana kubitidza (Suffocate; drown).
- Mabiti kana biti kureva maheu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.