Biri sezita
Mataridziko
Biri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Joshua Biri, Simpson Biri.
- Mazwi ari pedyo: Mabiri sezita, kubira rwizi.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.