Hangul

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuHangwu)
Hangwu yakanyorwa muChikoriya
Hangwu yakanyorwa muChikoriya

Hangul ( 한글; Hangul kana Hanguel) kuChishona Hangwu kana Hanguu izita remabhi anoshandiswa kunyora muChikoriya. Yakagadzirwa muna 1443 nekuraira kwaMambo Sejong uyo akaona kuti zvinyorwa zveChayina zvaive zvisina kukodzera mutauro weChikoriya. Kumawodzanyemba eKoriya Hangwu inonzi Chosŏn'gŭl.

Hangwu ine zviratidzo 24 nokuda nemabhi uye manzvovera. Asi izvi zviratidzo hazvina kunyorwa zvakateedzana sezvazviri mumambhi eChiratini asi zvakarongedzwa mumashiripiti esirabhoni imwecheteyo na 한 han .

Kuti 한 han inoita kunge 1 mucherechedzo asi chaiye mabhi matatu: ㅎ h , ㅏ a uye ㄴ n . Chiratidzo chega chega chinoratidza mabhi maviri kusvika kumatanhatu. Zviratidzo zvemazwi zvinogona kunyorwa semutsetse kubva kuruboshwe kuenda kurudyi kana kubva kumusoro kusvika pasi, semabhi eChichayina.

Mabhi eChikoriya (Hangwu)[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvinzvanyira[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

g n d l m b s - j ch k t p h
                 
kk tt pp ss jj

Zvinzvovera[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Basic +i
기본
a eo o u eu i ae e oe wi ui
y+
ya yeo yo yu yae ye
w+
wa wo wae we

Mamwe mapeji ekutarisa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]