MDC

Kubva Wikipedia

Ibato rematongerwe enyika riri munyika yeZimbabwe. Parizvino bato iri rinotungamirirwa na Va Morgan Tsvangirai anovamutungumiriri asina kunyatsorongeka, uye nderimwe ramapato matatu raiva muhurumende yemubatanidzwa yaitungamirirwa naBaba Robert Mugabe. Bato reMDC rakavambwa mugore ra1998 uye varume vana vakatungamirira kuvamba bato iri vanoti Learnmore Jongwe, Tafadzwa Musekiwa, Morgan Tsvangirai na Job Sikhala. Sikhala wakakurira kwaKangera muZaka. Jongwe wakazofa uye Sikhala wakamboinda kwaMutambara asi wakazodzingwa zvachose. Tiri kuverenga isu mumapepanhau kuti Sikhala wakazofoma yakewo inonzi MDC-99. Zvino Sikhala uye wavakungoenda nenyika.