Bhahareyini

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuBahrain)
Kingdom of Bahrainمملكة البحرين
Rwiyo: Bahrainona, "Our Bahrain"

Bhahareyini (kureva Bahrain; Chiarabhu: البحرين, al-Bahrayn) kana Rubhaharani, pachihofisi inonzi Umambo we Bhahareyini, inyika ye chitsuwa iri kuMadokero e Ezhiya. Yakagadzikwa paGahwi re Perusiya, uye ine kagururundu kakaumbikana ne zvitsuwa zvinosvika makumimashanu zvakasikwa nokuzvarwa uye zvitsuwa zvinosvika makumimatatu ne tatu zvakagadzirwa ne vanhu, akagadzikwa pakati pe Chitsuwa che Bhahareyini chinosika 83% ye huwangu hwe chisi che nyika yacho. Bhahareyini yakagadzikwa pakati pe Kataa ne kumaodzantembaemabvazuva e hombekombe re Saudhi Arabhiya, kwarakabatanidzwa ne King Fahd Causeway. Zvichienderana ne senzasi ye 2020, ine huwandu hwe vanhu unosvika 1,501,635, pakati pavo 712,362 vanhu vane udhidhizha wechiBhahareyini. Bhahareyini inotora 60 skweya makiromita(290 sk mi), uye iri pachinzvimbo chitanhatu chemadhidhizha madoko muEzhiya kutoodza Marudhivhi ne Sin'apowo.

Guta guru rayo iManama.


Ezhiya

Afughanistani · Arumeniya · Azeribhaijani · Bhahareyini · Bhangaladhesha · Bhuruma · Bhurunei · Bhutani · Chayina · India · Indonezha · Irani · Iraki · Isiraeri · Istimuri · Japani · Jojiya · Jorodhani · Kambodhiya · Kazakhistani · Kerigistani · Koriya Chamhembe · Koriya Maodzanyemba · Kuwayiti · Morudhivhi · Mongoriya · Neparu · Omani · Pakistani · Kataa · Raosi · Rebhanoni · Rhashiya · Saipurasi · Saudhi Arabhiya · Sin'apowo · Sri Lanka · Siriya · Tajikistani · Turuki · Turukimenistani · Mubatanidzwa weMaamire eUarabhu · Uzibhekistani · Vhiyetinamu · Vufiripina · Vumalayi · Vuthayi · Yemeni