Anglican Cathedral, Harare

From Wikipedia
Harare anglicanchurch.JPG

Anglican Cathederal ndicho chivakwa chine Kereke huru yeAnglican muHarare, paripo zvakare pane muzinda weKereke iyi. Chivakwa ichi chiri pakati peguta reHarare chakatarisana netsazano reAfrica Unity Square, mhiri kwacho kune Meikles Hotel. Kwakadziva kuMabvazuva ndiko kune Parliament of Zimbabwe. Makomo eMvurwi