Makomo eMvurwi

Kubva Wikipedia

Makomo eMvurwi (Mvurwi Range) anotambanuka kwenhambwe inokwana 160km kubva pana Rwizi Manyame. Anokwira kusvika pahukwidza hunoita 1,752 m. Makomo aya ndiyo anowumba chikamu chiri kuMaodzanyemba chenzvimbo inocherwa mugodhi unowanikwa chrome. Maguta ari pedyo neMakomo eMvurwi ndiwo anonzi: Darwendale; Maryland junction neKildonan.