Dandare reKubatana muAfrica

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuAfrica Unity Square)
Africa Unity Square, Harare

Dandare reKubatana muAfrica, kana kuti Africa Unity Square idandare riri pakati peguta guru reHarare rekuti vanhu vanopindamo vachizorora nekutandara. Kare dandare iri raichinzi Cecil Square. Tsazano iri rine tunzira twakashongedzwa nemaruva nemiti yakanaka samare. Imomo munowanikwa miti yejacaranda. Kudivi rakadziva kuchamhembe ndiko kune Meikles Hotel; kudivi riri kuMaodzanyemba kune Parliament of Zimbabwe pamwe neAnglican Cathedral, Harare.