Meikles Hotel

Kubva Wikipedia

Meikles Hotel ihotera huru yakasvonaka iri pakati peguta reHarare. Hotera iyi ndiyo yedzimwe hotera dzepamusoro muAfrica uye Pasirose; ndiyo hotera inosigara vatungamiri vedzimwe nyika kana vachinge vashanyira Zimbabwe. Hotera iyi iri mukambani yeMeikles Limited.

Kunze kwe Hotel iyi kwakdziva kuMaodzanyemba kune zvifananidzo zveshumba zvine ruvara rwe gold. Zvifananidzo izvi zvinoonekwa munhu ari kudivi rakadziva kuAfrica Unity Square; rinova dandare rokuti vanhu vanotandara rine miti yakanaka samare yejacaranda.