Nhoo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Dance shield Ndomi Kikuyu BM Af1910 0604 72.jpg

Nhoo (Shield) chombo chaishandiswa muhondo pairwiwa nemapfumo, uta nemiseve; nhoo yaishandiswa kuvhika miseve nemapfumo. Murwi ainge akabata nhoo muruoko akaibatira mberi kwake kuti akwanise kuvhika zvinopotserwa kana zvinobaya zvichibva nemberi kwake.

Chitendero[chinja | edit source]

Muimbi akaimba rwiyo rwunoti, Mwari muri nhoo yedu, hatidzitye hondo dzedu, dzose dzinokundwa newe.