Hondo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Inkermann.jpg

Hondo (War in English) inguva yokunge vanhu vachirwisana nezvombo vachikuvadzana nokuurayana. Hondo inoitwa yashevedzerwa vanhu vatadza kuwirirana kana kuti rimwe divi raita chindini, humbimbindoga hwokuda kufurusa nokutapa nzvimbo dzevamwe. Hondo inowanza kupera nekutaurirana, kukurirwa kwerimwe divi uye kunonyoreranwa zvisungo pasi nematvi ose zvekupedza hondo

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro