Category:Zvombo

Kubva Wikipedia

Zvombo (Weapons) zvinhu zvakagadzirirwa kushandiswa kuuraya panguva yokunge vanhu vachirwa hondo. Kune mhando dzezvombo dzakasiyana dzinosanganisira: pfumo; uta, museve; pfuti, bhomba; zvombo zvinechefu; nezvombo zve"nuclear".

Mazanhi ari mumupanguro "Zvombo"

15 Mazanhi anotevera ari mumupanguro unowu, pakati pehwerengo ye 15.