Mwari

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Mwari izita rinoshandiswa kutaura uyo akasika nyika nezvose zviri mairi uye chadenga nezvose zviri muchadenga. Iye Mwari ndiye akasika zvose zvinoonekwa pamwe nezvisingaonekwe. Vanhu vazhinji vane rudaviro rwekuti kuna Mwari. Hakuna munhu akamboona Mwari saka hakuna anoziva kuti chimiro chake chakaita sei.

Kuna Mwari mumwechete, musiki wezvese zwakasikwa, wakarurama zvisina magumo, ane hupenyu husingaperi, achizviratidza muhutatu; Mwari Baba, Mwari Mwanakomana, neMweya Mutsvene.

Mwari vane mazita anosanganisira: musiki wedenga napasi; Mwari Samasimba; Mwari weHondo; Mwari Vanopa; Mwari Vanorapa; Wokutanga neWekupedzesera.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro