Pfumo (spear in English) chombo chakagadzirwa chiine chitanda chirefu chakabatanidzwa nemuromo unopinza unoshandiswa kubaya panguva yokunge vanhu vachirwa hondo kana kuvhima.